Ruka 5:15
Ruka 5:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi mukurumbira wake wakapararira nokupfuurisa; vanhu vazhinji-zhinji vakaungana kuzomunzwa, nokuporeswa matenda avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi mukurumbira wake wakatopararira kwose kwose. Uzhinji hwavanhu hwakaungana kuzomunzwa nokuporeswa matenda avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5Ruka 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi mukurumbira wake wakapararira kwazvo, zvokuti vanhu vazhinji zhinji vakauya kuzomunzwa uye kuti vaporeswe zvirwere zvavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 5