Ruka 8:25
Ruka 8:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akabvunza vadzidzi vake akati, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Mukutya kwavo nokushamiswa kwavo, vakabvunzana pakati pavo vachiti, “Ndianiko uyu? Anorayira kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati kwavari, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Vakatya nokushamiswa, vakataurirana, vachiti, “Ndianiko uyu, zvaanoraira kunyange nemhepo nemvura, zvichimuteerera?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8Ruka 8:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 8