Ruka 9:23
Ruka 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akati kwavari vose, “Kana munhu achida kunditevera, anofanira kuzviramba atore muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe agonditevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati kuna vose, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake zuva rimwe nerimwe, anditevere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9Ruka 9:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kuna vose, “Kana munhu achida kunditevera, ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake zuva nezuva achinditevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Ruka 9