Ruka 9:46 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ruka 9:46 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nharo dzakatanga pakati pavadzidzi dzokuti mukuru ndiani.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 BDSCRuka 9:46 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nharo dzikamuka pakati pavo, kuti ndiani mukuru kwavari.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SNA2002Ruka 9:46 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino nharo dzikamuka pakati paʋo, kuti ndiani mukuru kwaʋari.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SUB1949Ruka 9:46 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakamuka nharo pakati pavo yokuti ndiani mukuru kupinda vose.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SCLBRuka 9:46 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Pakamuka nharo pakati pavo yokuti ndiani mukuru kupinda vose.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SCLBD