Ruka 9:47 - Enzanisa Shanduro Dzose
Ruka 9:47 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu, achiziva kufunga kwavo, akatora mwana muduku ndokumumisa parutivi rwake.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 BDSCRuka 9:47 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jesu, zvaakanga achiziva kufunga kwemwoyo yavo, akatora mwana muduku, akamuisa parutivi rwake
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SNA2002Ruka 9:47 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa kufuŋga kwemŋoyo yaʋo, akatora mŋana muɗuku, akamuisa parutiʋi rwake
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SUB1949Ruka 9:47 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SCLBRuka 9:47 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu paakaona pfungwa dzaiva mumwoyo mavo akatora mwana muduku akamuisa parutivi pake.
Pakurirana nevamwe
Ruka 9 SCLBD