Mateo 1:21
Mateo 1:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achava nomwana mukomana wauchazotumidza zita rokuti Jesu nokuti ndiye achaponesa vanhu vake kubva muzvivi zvavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye achazvara mwanakomana, agomutumidza zita rinonzi Jesu; nokuti ndiye achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achapona Mwanakomana waunofanira kutumidza zita rokuti Jesu nokuti achaponesa vanhu vake kuzvitadzo zvavo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1