Mateo 1:23
Mateo 1:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Tarira, mhandara ichava nepamuviri, ichazvara mwanakomana, vachamutumidza zita rinonzi Emanueri;” ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Mwari anesu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1Mateo 1:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.)
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 1