Mateo 11:27
Mateo 11:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zvinhu zvose zvakapiwa kwandiri naBaba vangu. Hakuna anoziva Mwanakomana kunze kwaBaba, uye hakuna anoziva Baba kunze kwoMwanakomana naavo chete Mwanakomana vaanenge asarudza kuti avazarurire.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvinhu zvose ndakazvipiwa naBaba vangu, hakuna anoziva Mwanakomana, asi Baba; hakuna anoziva Baba, asi Mwanakomana, naiye waanenge Mwanakomana achida kumuzivisa iye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvinhu zvose zvakaiswa mumaoko angu naBaba vangu; uye hakuna anoziva Mwanakomana kusiya Baba uyewo hakuna anoziva Baba kusiya Mwanakomana nouyo anenge asarudzwa zvake naMwanakomana kuti amuzivise kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11