Mateo 11:29
Mateo 11:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri, nokuti ndiri munyoro uye ndine mwoyo unozvininipisa, uye muchawana zororo remweya yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11Mateo 11:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Torai joko rangu mudzidze kwandiri nokuti ndine mwoyo munyoro uye ndakazvirereka muchazviwanira mwoyo yenyu zororo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 11