Mateo 13:19
Mateo 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana munhu akanzwa shoko roumambo, akasarinzwisisa, akaipa anouya osvikobvuta zviya zvanga zvadyarwa mumwoyo make. Iyi ndiyo mbeu yakakushwa munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana munhu akanzwa shoko roushe, asingarinzwisisi, muipi anosvika, ndokubvuta chakakushwa mumwoyo make. Ndiye akakushwa munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana munhu akanzwa mashoko oumambo uhu asinganzwisisi, muipi anouya obvuta zvinenge zvadyarwa mumwoyo make. Ndivo vakadyarwa munzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13