Mateo 13:30
Mateo 13:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Regai zvikurirane pamwe chete, tozozviona pakukohwa. Panguva iyoyo ndinozoudza vakohwi kuti: Tangai kuunganidza sawi murisunge muzvisote zvichazopiswa. Mushure mozounganidza gorosi mugoriisa mudura rangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Regai zvikure zvose zviri zviviri kusvikira pakucheka; nenguva yokucheka ndichati kuvacheki, ‘Tangai kuunganidza masawi, muasunge zvimwanda kuti apiswe, asi mututire zviyo mudura rangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai zvikurirane pamwechete kusvikira panguva yokukohwa. Panguva yokukohwa ndichataurira vakohwi kuti, ‘Tangai kuunganidza sawi murisunge muzvisumbu kuti zvipiswe muunganidze koroni muitutire mudura rangu.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13