Mateo 13:44
Mateo 13:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Umambo hwokudenga hwakafanana nepfuma yakavigwa mumunda. Mumwe murume akati aiwana, akaivigazve, uye ipapo mukufara kwake, akaenda akandotengesa zvose zvaaiva nazvo ndokutenga munda iwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:44 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ushe hwedenga hwakafanana nepfuma yakavanzwa mumunda, iyo yakawanikwa nomunhu, akaivanzazve; zvino nokufara kwake anoenda, akatengesa zvose zvaanazvo, akatenga munda uyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13Mateo 13:44 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Umambo hwodenga hwakaita soupfumi hwakavigwa mumunda hunoti kana munhu ahuwana anohuvigazve. Pamusana pokufara, anoenda ondotengesa zvose zvaanazvo otenga munda iwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 13