Mateo 14:27
Mateo 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi pakarepo Jesu akati kwavari, “Musatya, ndini!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakarepo Jesu akataura navo, akati, “Tsungai mwoyo ndini, musatya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14Mateo 14:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Pakarepo Jesu akabva ataura kwavari achiti, “Tsungai mwoyo, ndini. Musatye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 14