Mateo 15:18-19
Mateo 15:18-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvinhu zvinobuda mumuromo zvinobva mumwoyo, izvozvi ndizvo zvinosvibisa munhu. Nokuti mumwoyo munobuda pfungwa dzakaipa, umhondi, upombwe, unzenza, umbavha, uchapupu hwenhema nokureva nhema pamusoro pavamwe vanhu.
Mateo 15:18-19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi zvinobuda mumuromo, zvinobva mumwoyo; ndizvo zvinosvibisa munhu. Nokuti mumwoyo munobuda mifungo yakaipa, nokuuraya, noupfeve, noupombwe, nokuba, nokupupura nhema, nokushonha Mwari
Mateo 15:18-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi chinobuda mukanwa momunhu chinobva mumwoyo, ndicho chinon'oresa munhu. Nokuti mumwoyo ndimo munobva pfungwa dzakaipa dzinoti, umhondi noupombwe nokufeva nokuba nokurevera vamwe nhema uye kutaura zvakaipa nezvavamwe.
Mateo 15:18-19 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi ɀinoɓuɗa mumuromo, ɀinobva mumŋoyo; ndiɀo ɀinoȿiɓisa munhu. Nokuti mumŋoyo munoɓuɗa mifuŋgo yakaipa, nokuʋuraya, noʋufeʋe, noʋupombge, nokuɓa, nokupupura nhema, nokumhura Mŋari
Mateo 15:18-19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)