Mateo 15:5
Mateo 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi imi munoti kana munhu akati kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munozogamuchira kubva kwandiri, chava chipo chakakumikidzwa kuna Mwari’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 15Mateo 15:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi imi munoti, ani naani anoti kuna baba vake kana mai vake, ‘Chinhu chipi nechipi chamaiti munobatsirwa nacho kwandiri, chava chipo kuna Mwari,’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 15Mateo 15:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi imi munoti, kana munhu akataurira baba vake kana amai vake achiti, ‘Zvandakanga ndichigona kuzokubatsirai nazvo ndazvipira kuna Mwari, haazosungirwa kuremekedza baba vake.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 15