Mateo 17:5
Mateo 17:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Achiri kutaura kudaro, gore raipenya rakabva ravakwidibira, uye inzwi rikabuda mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wandinodisa, anondifadza. Munzwei!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 17Mateo 17:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati achataura navo, tarira, gore rinobwinya rikavafukidza; izwi rikabva mugore, richiti, “Uyu Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira, mumunzwei.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 17Mateo 17:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achiri kutaura kudaro, hero gore rinopenya rakavafukidza; izwi rakabva mugore richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo wandinofadzwa naye, zvikuru, munzwei.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 17