Mateo 18:18
Mateo 18:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ndinokuudzai chokwadi kuti chose chamuchasunga pano pasi chichasungwa kudenga, nechamunosunungura pano pasi chichasunungurwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunosunungura panyika, zvichasunungurwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Zvechokwadi ndinoti kwamuri, chose chamuchasunga pasi pano chichasungwawo kudenga. Uye chose chamuchasunungura pasi pano nokudenga chichasunungurwawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18