Mateo 18:2-3
Mateo 18:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akadana mwana muduku ndokumumisa pakati pavo. Uye akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti, kana musina kushanduka mukava savana vaduku, hamungatongopindi muumambo hwokudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akadanira kwaari mwana muduku, akamuisa pakati pavo, akati, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, kana musingasanduki, mukava savana vaduku, hamungatongopindi muushe hwedenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18Mateo 18:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akatora mwana akamuisa pakati pavo akati, “Chokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kana mukasapinduka muchiva savana vaduku hamumbopinda muumambo hwedenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 18