Mateo 19:17
Mateo 19:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Kunongova noMumwe chete akanaka. Kana uchida kupinda muupenyu, teerera mirayiro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwaari, “Unondibvunzireiko pamusoro pezvakanaka? Aripo mumwechete akanaka. Asi kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mirairo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Unondibvunzireiko kuti chakanaka chii? Akanaka ariko mumwechete. Kana uchida kupinda muupenyu, chengeta mitemo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19