Mateo 19:21
Mateo 19:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akati kwaari, “Kana uchida kuva munhu akaruramisisa, enda undotengesa zvose zvaunazvo upe kuvarombo. Uchava noupfumi kudenga, ugouya wonditevera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Kana uchida kuva wakakwana, enda unotengesa zvose zvaunazvo ugopa varombo, ugozova nepfuma kudenga. Ipapo ugouya wonditevera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Kana uchida kukwana, enda utengese zvose zvaunazvo, upe varombo, ugova nepfuma kudenga; ugouya unditevere.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19