Mateo 19:23
Mateo 19:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akati kuna vadzidzi vake, “Zvechokwadi ndinoti kwamuri, ‘Zvichaoma zvikuru kuti mupfumi apinde muumambo hwedenga.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Ndinokuudzai chokwadi, zvakaoma kuti mupfumi apinde muumambo hwokudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, zvinoremera mupfumi kupinda muushe hwedenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19