Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 19:4 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 19:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti kubva pakutanga Musiki akavaita munhurume nomunhukadzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSC

Mateo 19:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akapindura, akati, “Hamuna kurava here, kuti uyo akavasika pakutanga, akavaita munhurume nomunhukadzi?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002

Mateo 19:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akapindura, akati: Hamuna‐kuraʋa here, kuti uyo wakaʋasika pakutaŋga, wakaʋaita murume nomukadzi?

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949

Mateo 19:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLB

Mateo 19:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Jesu akavapindura achiti, “Hamuna kuverenga here kuti iye akavasika kubvira pakutanga, akavasika vari murume nomukadzi

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD