Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 19:5 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 19:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

akati, ‘Nokuda kwaizvozvo murume achasiya baba namai vake agobatanidzwa nomukadzi wake, vaviri ava vachava nyama imwe chete?’

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 BDSC

Mateo 19:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Akati, “Nokuda kwaizvozvo murume achasiya baba vake namai vake, akanamatira mukadzi wake; ava vaviri vachava nyama imwe.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SNA2002

Mateo 19:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Akati: Nokuɗa kwaiɀoɀo murume ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, akanamatira mukadzi wake; aʋa ʋaʋiri ʋacaʋa nyama imŋe.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SUB1949

Mateo 19:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

akati, ‘Nechikonzero ichochi murume achasiya baba naamai vake achiva akabatanidzwa nomukadzi wake.’ Vaviri ivavo vachiva nyama imwechete.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLB

Mateo 19:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

akati, ‘Nechikonzero ichochi murume achasiya baba naamai vake achiva akabatanidzwa nomukadzi wake.’ Vaviri ivavo vachiva nyama imwechete.

Pakurirana nevamwe
Mateo 19 SCLBD