Mateo 19:6
Mateo 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka havachisiri vaviri asi mumwe chete. Naizvozvo chabatanidzwa naMwari pamwe chete, hapana munhu anofanira kuchiparadzanisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokudaro havachiri vaviri, asi vava nyama imwe. Zvino, izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19Mateo 19:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete. Naizvozvo chinenge chabatanidzwa naMwari ngachirege kuparadzaniswa nomunhu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 19