Logo yeApp yeBhaibheri
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 20:28 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 20:28 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

sezvazvakangoita kuti Mwanakomana woMunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira, nokupa upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 BDSC

Mateo 20:28 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvakaita soMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshandirwa, asi kushandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SNA2002

Mateo 20:28 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀakaita soMŋanakomana womunhu usina‐kuʋuya kuzoshumirwa, asi kushumira, nokupa ʋupenyu bgake ruʋe rudzikinuro rwaʋazhinji.

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SUB1949

Mateo 20:28 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Kunyange Mwanakomana womunhu, haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira vamwe uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLB

Mateo 20:28 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Kunyange Mwanakomana womunhu, haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira vamwe uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 20 SCLBD