Mateo 21:43
Mateo 21:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Naizvozvo ndinokuudzai kuti umambo hwaMwari huchatorwa kubva kwamuri huchipiwa kuvanhu vachabereka zvibereko zvahwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:43 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Naizvozvo ndinoti kwamuri, muchatorerwa imi ushe hwaMwari, hukapiwa vanhu vanobereka michero yahwo. [
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:43 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo, ndinoti kwamuri umambo hwaMwari muchahutorerwa huchipiwa kuno rudzi runobereka muchero yaho.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21