Mateo 21:9
Mateo 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vazhinji vakanga vakatungamira mberi navaya vakanga vachitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raIshe!” “Hosana kumusoro-soro!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vazhinji vakanga vakamutungamirira, navakanga vachitevera, vakadanidzira, vachiti, “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi! Ngaakudzwe iye anouya muzita raIshe! Hosana kumusorosoro!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21Mateo 21:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Gurusvusvu ravanhu vaiva mberi nevaimutevera vaidaidzira vachiti, “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi, ngaarumbidzwe iye anouya muzita raTenzi. Hosana kumusorosoro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 21