Mateo 22:30
Mateo 22:30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti pakumuka kwavakafa havawani, kana kuwaniswa; asi vakaita savatumwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pakumuka kwavakafa vanhu havawani kana kuwanikwa, vachange vakaita savatumwa kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22Mateo 22:30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti pakumuka kwavanhu kubva kuvafi, havazoroori kana kuroorwa. Asi vanenge vaita savatumwa vokudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 22