Mateo 24:24
Mateo 24:24 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ʋacamuka ʋanaKristu ʋenhema, naʋaprofita ʋenhema, ʋacaratidza ɀiratidzo ɀikuru neɀinoshamisa, kuti kana ɀicibvira, ʋatsause naʋakasanaŋgurwa ʋo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti kuchamuka vanaKristu venhema navaprofita venhema avo vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vanyengere kunyange navasanangurwa kana zvichigoneka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vachamuka vanaKristu venhema, navaporofita venhema, vacharatidza zviratidzo zvikuru nezvinoshamisa, kuti kana zvichibvira, vatsause navakasanangurwawo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24