Mateo 24:36
Mateo 24:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Hapana anoziva musi kana nguva kunyange vatumwa vokudenga kana Mwanakomana, asi Baba chete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:36 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba voga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:36 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kana riri zuʋa iro neŋguʋa iyo, hakuna‐unoɀiziʋa, kunyaŋge ʋatumŋa ʋokuɗeŋga, kunyaŋge Mŋanakomana, asi Ƃaɓa ʋoga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24