Mateo 24:5
Mateo 24:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vazhinji vachauya nezita rangu, vachiti, ‘Ndini Kristu;’ vachitsausa vazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:5 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti ʋazhinji ʋacaʋuya nezita raŋgu, ʋaciti: Ndini Kristu; ʋacitsausa ʋazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vazhinji vachauya muzita rangu vachiti, ‘Ndini Kristu,’ uye vachinyengera vazhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24