Mateo 24:6
Mateo 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muchanzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, asi chenjerai kuti murege kuvhundutswa nazvo. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika asi kuguma kunenge kusati kwasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muchanzwa zvokurwa nenyaya yokurwa; chenjerai, musavhunduka, nokuti izvozvi zvose zvinofanira kumboitwa, asi kuguma kuchigere kusvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Muchanzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo. Musanyanye kutya zvenyu. Izvi zvinofanira kuti zviitike asi magumo anenge asati asvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24