Mateo 24:7-8
Mateo 24:7-8 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti rudzi rucamukira rudzi, noʋushe bgucamukira ʋushe; nenzara dzicaʋa’po, nehosha, nokuɗeŋgenyika kwenyika kunɀimbo zhinji. Asi ɀinhu iɀoɀi ɀicaʋa kutaŋga kwenhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudzi ruchamukira rumwe rudzi noumambo huchamukira humwe umambo. Kuchava nenzara nokudengenyeka kwenyika munzvimbo dzakasiyana-siyana. Asi zvose izvi mavambo okurwadziwa pakubereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti rudzi ruchamukira rudzi, noushe huchamukira ushe; nenzara dzichavapo, nehosha, nokudengenyeka kwenyika kunzvimbo zhinji. “Asi zvinhu izvozvi zvichava kutanga kwenhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24Mateo 24:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rudzi ruchamukirana norumwe rudzi noumambo huchamukirana nohumwe humambo. Kuchava nedzinzara nokundengendeka kwapasi munzvimbo dzakasiyana–siyana. Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 24