Mateo 26:38
Mateo 26:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akati kwavari, “Mweya wangu uri kushungurudzika kwazvo kusvika pakufa. Garai pano uye murinde pamwe chete neni.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:38 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akazoti kwavari, “Ini ndadumbirwa zvikuru zvokunge ndichafa. Sarai pano murindire pamwechete neni.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26Mateo 26:38 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Mweya wangu une shungu kwazvo, kusvikira pakufa; garai pano murinde neni.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 26