Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 26:68 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:68 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

uye vakati, “Profita kwatiri, Kristu. Ndiani akurova?”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:68 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

vachiti, “Fembera iwe Kristu, kuti ndiani akurova.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:68 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

ʋaciti: Profita, iwe Kristu, kuti ndiani wakuroʋa.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:68 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:68 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Porofitaka tinzwe nhai iwe Mesia kuti akurova ndiani.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD