Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 26:69 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mateo 26:69 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zvino Petro akanga agere panze muruvazhe, uye mumwe muranda wechisikana akauya kwaari akati, “Newewo wakanga una Jesu weGarirea.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 BDSC

Mateo 26:69 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SNA2002

Mateo 26:69 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Petro wakaŋga agere panze paruʋazhe. Ɀino mushandiri akaʋuya kwaari, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weGarirea.

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SUB1949

Mateo 26:69 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLB

Mateo 26:69 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.”

Pakurirana nevamwe
Mateo 26 SCLBD