Mateo 27:46
Mateo 27:46 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Neŋguʋa ineŋge yepfumbamŋe, Jesu akaɗana nenzwi guru, aciti: Eri, Eri, rama sabaktani? Ndokuti: Mŋari waŋgu, Mŋari waŋgu, mandisiyireiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” zvichireva kuti, “Mwari wangu! Mwari wangu, mandisiyireiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:46 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadana nezwi guru, achiti, “Eri, Eri, rama sabakitani?” Ndokuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27