Mateo 27:54
Mateo 27:54 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino mukuru wezana, naʋairinda Jesu naye, ʋakati ʋaciʋona kuɗeŋgenyeka kwenyika, neɀakaitwa, ʋakatya ɀikuru, ʋakati: Ɀirokwaɀo uyu wakaŋga ari Mŋanakomana waMŋari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuru wezana navaya vaakanga anavo vakarinda Jesu, pavakaona kudengenyeka kwenyika nezvose zvakanga zvaitika, vakatya kwazvo, uye vakati, “Zvechokwadi, anga ari Mwanakomana waMwari!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:54 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mukuru wezana, navagariri vaJesu naye, vakati vachiona kudengenyeka kwenyika, nezvakaitwa, vakatya zvikuru, vakati, “Zvirokwazvo uyu akanga ari Mwanakomana waMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27Mateo 27:54 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutungamiriri wezana ramasoja navaakanga ainavo vachichengetedza Jesu, vakaona kundengendeka nezvakanga zvaitika vakabatwa nokutya kukuru vakati, “Zvechokwadi uyu anga ari Mwanakomana waMwari.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 27