Mateo 28:10
Mateo 28:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kwavari, “Musatya. Endai mundoudza hama dzangu kuti vaende kuGarirea; ikoko ndiko kwavachanondiona.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 28Mateo 28:10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino Jesu akati kwaʋari: Musatya, endai mundoʋudza hama dzaŋgu, kuti ʋaende Garirea, ʋagondiʋona’ko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 28Mateo 28:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati kwavari, “Musatya, endai mundoudza hama dzangu, kuti vaende Gariria, vagondionako.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 28