Mateo 5:38-39
Mateo 5:38-39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsiviwa neziso, uye zino rinotsiviwa nezino.’ Asi ndinokuudzai kuti, Musadzivisa munhu akaipa. Kana munhu akakurova padama rorudyi, murinzire roruboshwewo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:38-39 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Makanzwa kuti zvakanzi, ‘Ziso rinotsihwa neziso, zino nezino.’ Asi ini ndinoti kwamuri, ‘Musadzivisa akaipa, asi anokurova padama rorudyi, umurinzire rimwewo.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5Mateo 5:38-39 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Makanzwa kuti zvakanzi ziso rinofanira kutsiviwa neziso zino richitsiviwa nezino. Asi ini ndinoti kwamuri, ‘Usadzivise wakaipa.’ Kana munhu akakurova mbama padama rorudyi mutendeudzire rimwezve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 5