Mateo 6:33
Mateo 6:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi tangai kutsvaka umambo hwake nokururama kwake, uye zvinhu zvose izvi zvichapiwawo kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi tangai kutsvaka ushe hwaMwari, nokururama kwake; izvozvi zvose zvichawedzerwa kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Imi, kutangira zvose tsvakai umambo hwake; noururami hwake, zvinhu zvose izvi zvichavawo zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6