Mateo 6:6
Mateo 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi paunonyengetera, pinda mumba mako, ugopfiga musiwo uye ugonyengetera kuna Baba vako avo vasingaonekwi. Ipapo Baba vako avo vanoona zvinoitwa pakavanda, vachakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi iwe, kana uchinyengetera, pinda mumba mako, kana wazarira mukova wako, unyengetere kunaBaba vako vari pakavanda; zvino Baba vako vanoona pakavanda, vachakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6Mateo 6:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi kana iwe wava kunamata, pinda mumba mako uzarire gonhi rako unamate kuna Baba vako vari muchivande. Ivo Baba vako vanoona zviri muchivande, vachakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 6