Mateo 7:12
Mateo 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka muzvinhu zvose itirai vamwe zvamunoda kuti vakuitirei imi, nokuti izvi ndizvo Murayiro naVaprofita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Saka zvinhu zvose zvamunoda kuti vanhu vakuitirei, muvaitire nemiwo saizvozvo, nokuti ndiwo murayiro navaporofita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvose zvamungade kuti vanhu vakuitirei, vaitireiwo saizvozvo nokuti uyu ndiwo mutemo navaporofita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7