Mateo 7:8
Mateo 7:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti munhu wose anokumbira anopiwa, anotsvaka anowana; uye anogogodza anozarurirwa musiwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Nokuti mumwe nomumwe anokumbira anopiwa; anotsvaka aNowana; anogogodza anozarurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7Mateo 7:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti wose anokumbira anopiwa. Anotsvaka anowana. Uye unogogodza achazarurirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 7