Mateo 9:13
Mateo 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi endai munodzidza kuti izvi zvinorevei zvinoti, ‘Ndinoda ngoni, kwete chibayiro.’ Nokuti handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi endai, mudzidze kuti ndokudiniko kuti, ‘Ndinoda ngoni, handidi chibayiro;’ nokuti handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9Mateo 9:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Endai munodzidza izvi kuti zvinorevei zvokuti, ‘Ndinoda tsitsi kwete chibayiro’ nokuti handina kuuya kuzodaidza vakarurama asi vatadzi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 9