Mika 6:4
Mika 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakakubudisai kubva muIjipiti uye akakudzikinurai kubva munyika youranda. Ndakatuma Mozisi kuti azokutungamirirai, naAroniwo naMiriamu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6Mika 6:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndakakubudisai panyika yeIjipiti, ndikakudzikinurai paimba youranda, ndikatuma pamberi penyu Mosesi naAroni naMiriami.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6Mika 6:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti ini ndakakuburitsaika munyika yeIjipiti, ndikakununurai mumba youranda. Ndakakutumirai Mosesi naAroni naMiriamu kuzokutungamirirai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6