Mika 6:8
Mika 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akakuratidza, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi. Uye ndezvipi zvinodiwa naJehovha kubva kwauri? Kuita zvakarurama uye kufarira kunzwira ngoni, nokufamba naMwari wako wakazvininipisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6Mika 6:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Iye wakakuzivisa, iwe munhu, kuti zvakanaka ndezvipi; chinotsvakwa naJehovha kwauri chinyiko, asi kuti uite zvakarurama, ude unyoro, uye ufambe uchizvininipisa pamberi paMwari wako?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6Mika 6:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Inga wakaudzwa wani, nhai munhu kuti zvakanaka ndezvipi; uye kuti Tenzi anoda kuti uitei, zvaanoda dzezvizvi zvokuti: uite zvine ruenzaniso, uye zvomwoyochena zvikupinde muropa nokufambawo naMwari wako wakazvirereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 6