Mika 7:19
Mika 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muchava nenyasha kwatiri zvakare; muchatsikira zvivi zvedu pasi petsoka uye muchakanda kuipa kwedu kwose pakadzikadzika mugungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 7Mika 7:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Achatinzwira tsitsizve, achatsika zvakaipa zvedu pasi petsoka dzake; muchakandira zvivi zvavo zvose mukudzika kwegungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 7Mika 7:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Achatinzwira ngoni zvakare agotsokodzera uipi hwedu pasi petsoka dzake. Muchakanda zvitadzo zvedu zvose pasi pasi pegungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 7