Mako 13:11
Mako 13:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana vachienda nemi kunotongwa, vachikuisai kumakurukota, musambofunganya zvamuchataura, asi taurai chamunenge mapiwa nenguva iyo. Nokuti hamusirimi munotaura, asi ndiMweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pose pamunenge masungwa uye mamiswa pakutongwa, musatanga kufunganya pamusoro pezvamuchataura. Taurai zvose zvose zvamunenge mapiwa panguva iyoyo, nokuti hamusimi munotaura, asi Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana voenda nemi, vava kundokukwidzai pamatare, musazvinetse nezvokuti muchazondotaurei; asi zvamunenge mapiwa panguva iyoyo, taurai izvozvo, nokuti hamusirimi munenge motaura asi Mweya Mutsvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13