Mako 13:32
Mako 13:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi kana riri zuva iro nenguva iyo, hakuna anozviziva, kunyange vatumwa vokudenga, kunyange Mwanakomana, asi Baba.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Hakuna munhu anoziva nezvezuva iro kana nguva iyo, kunyange vatumwa kudenga, kana Mwanakomana, asi Baba voga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:32 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Asi zvezuva iroro nenguva yacho hapana anozviziva kunyange vatumwa vari kudenga, kanawo Mwanakomana, asi Baba voga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13